Pisarema 89:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Imi makapwanya Rakabhi,+ somunhu akaurayiwa.+Makaparadzira vavengi venyu noruoko rwenyu rune simba.+ Isaya 30:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 VaIjipiti havana zvavanobatsira, uye vachangobatsira havo pasina chinobuda.+ Naizvozvo ndakatumidza uyu kuti: “Rakabhi+—ivo vanoda kungogara havo.” Isaya 51:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Muka, muka, pfeka simba,+ haiwa iwe ruoko rwaJehovha!+ Muka sepamazuva ekare kare, somuzvizvarwa zvomunguva yakapfuura.+ Hausi iwe wakagura-gura Rakabhi,+ wakabaya zimhuka romugungwa here?+
10 Imi makapwanya Rakabhi,+ somunhu akaurayiwa.+Makaparadzira vavengi venyu noruoko rwenyu rune simba.+
7 VaIjipiti havana zvavanobatsira, uye vachangobatsira havo pasina chinobuda.+ Naizvozvo ndakatumidza uyu kuti: “Rakabhi+—ivo vanoda kungogara havo.”
9 Muka, muka, pfeka simba,+ haiwa iwe ruoko rwaJehovha!+ Muka sepamazuva ekare kare, somuzvizvarwa zvomunguva yakapfuura.+ Hausi iwe wakagura-gura Rakabhi,+ wakabaya zimhuka romugungwa here?+