RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 15:4
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  4 Akanda ngoro dzaFarao nemauto ake ehondo mugungwa,+

      Uye varwi vake vakasarudzwa vanyudzwa muGungwa Dzvuku.+

  • Jobho 26:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 Anonyandura gungwa nesimba rake,+

      Anogura-gura+ mudenhi+ achishandisa kunzwisisa kwake.

  • Pisarema 87:4
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  4 Ndichati Rakabhi+ neBhabhironi+ ndedzimwe dzinondiziva;

      Tarirai Firistiya+ neTire, pamwe chete neKushi:

      “Uyu ndiye akaberekerwa ikoko.”+

  • Pisarema 89:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 Imi makapwanya Rakabhi,+ somunhu akaurayiwa.+

      Makaparadzira vavengi venyu noruoko rwenyu rune simba.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe