Pisarema 44:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Munoramba muchiita kuti titize mhandu,+Vaya vanotivenga kwazvo vakangopamba havo.+ Jeremiya 50:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 “Israeri makwai akapararira.+ Shumba ndidzo dzakamuparadzira.+ Pakutanga akaparadzwa namambo weAsiriya,+ uye kekupedzisira Nebhukadrezari mambo weBhabhironi akan’en’ena mapfupa ake.+
17 “Israeri makwai akapararira.+ Shumba ndidzo dzakamuparadzira.+ Pakutanga akaparadzwa namambo weAsiriya,+ uye kekupedzisira Nebhukadrezari mambo weBhabhironi akan’en’ena mapfupa ake.+