1 Samueri 2:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Hakuna mutsvene akafanana naJehovha, nokuti hakuna mumwe kunze kwenyu;+Uye hakuna dombo rakafanana naMwari wedu.+ Isaya 6:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Zvino iri rakashevedzera kune iro rikati: “Mutsvene, mutsvene, mutsvene ndiye Jehovha wemauto.+ Zvinhu zvizere munyika yose zvinoratidza kubwinya kwake.” Johani 17:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 “Uyewo, handichisirizve munyika, asi ivo vari munyika+ uye ini ndiri kuuya kwamuri. Baba Vatsvene, vatarisirei+ nokuda kwezita renyu ramakandipa, kuti vave vamwe sezvatiri.+
2 Hakuna mutsvene akafanana naJehovha, nokuti hakuna mumwe kunze kwenyu;+Uye hakuna dombo rakafanana naMwari wedu.+
3 Zvino iri rakashevedzera kune iro rikati: “Mutsvene, mutsvene, mutsvene ndiye Jehovha wemauto.+ Zvinhu zvizere munyika yose zvinoratidza kubwinya kwake.”
11 “Uyewo, handichisirizve munyika, asi ivo vari munyika+ uye ini ndiri kuuya kwamuri. Baba Vatsvene, vatarisirei+ nokuda kwezita renyu ramakandipa, kuti vave vamwe sezvatiri.+