Pisarema 42:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Misodzi yangu yava zvokudya masikati nousiku,+Pavanenge vachiti kwandiri zuva rose: “Mwari wako ari kupi?”+ Pisarema 80:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Makaita kuti vadye zvokudya zvemisodzi,+Munoramba muchiita kuti vanwe misodzi mizhinji kwazvo.+
3 Misodzi yangu yava zvokudya masikati nousiku,+Pavanenge vachiti kwandiri zuva rose: “Mwari wako ari kupi?”+