RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ezra 9:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Pashure pezvose zvakatiwira nokuda kwemabasa edu akaipa+ nokuva kwedu nemhosva kukuru—nokuti imi, haiwa Mwari wedu, makarerutsa kukanganisa kwedu,+ uye makatipa vaya vakapukunyuka seava+—

  • Pisarema 130:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  3 Haiwa Jah, kudai maitarira kukanganisa,+

      Haiwa Jehovha, ndiani aizomira?+

  • Isaya 55:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 Munhu akaipa ngaasiye nzira yake,+ uye munhu anokuvadza ngaasiye kufunga kwake;+ uye ngaadzokere kuna Jehovha, iye achamunzwira ngoni,+ uye kuna Mwari wedu, nokuti achakanganwira zvikuru.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe