Ezra 9:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Ndakati:+ “Haiwa Mwari wangu, ndinonyara+ uye ndinotsveruka+ kusimudzira chiso changu kwamuri, haiwa Mwari wangu, nokuti kukanganisa kwedu+ kwawanda pamisoro yedu uye kuva nemhosva kwedu kwakura kwazvo kusvikira kumatenga.+ Nehemiya 9:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Vana vaIsraeri vakazvitsaura+ pane vokune dzimwe nyika vose,+ vakamira, vakareurura+ zvivi zvavo+ nokukanganisa kwemadzibaba avo.+ Pisarema 38:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Nokuti kukanganisa kwangu kwapfuura musoro wangu;+Kuri kundiremera kwazvo somutoro unorema.+ Pisarema 41:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Ini ndakati: “Haiwa Jehovha, ndinzwirei nyasha.+Poresai mweya wangu, nokuti ndakakutadzirai.”+ Pisarema 51:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Ndakatadzira imi, iyemi moga,+Ndakaita zvakaipa pamberi penyu,+Kuti muve akarurama pamunotaura,+Kuti murege kuva nemhosva pamunotonga.+ VaRoma 3:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Nokuti vanhu vose vakatadza,+ vakakundikana kusvika pakubwinya kwaMwari,+
6 Ndakati:+ “Haiwa Mwari wangu, ndinonyara+ uye ndinotsveruka+ kusimudzira chiso changu kwamuri, haiwa Mwari wangu, nokuti kukanganisa kwedu+ kwawanda pamisoro yedu uye kuva nemhosva kwedu kwakura kwazvo kusvikira kumatenga.+
2 Vana vaIsraeri vakazvitsaura+ pane vokune dzimwe nyika vose,+ vakamira, vakareurura+ zvivi zvavo+ nokukanganisa kwemadzibaba avo.+
4 Ndakatadzira imi, iyemi moga,+Ndakaita zvakaipa pamberi penyu,+Kuti muve akarurama pamunotaura,+Kuti murege kuva nemhosva pamunotonga.+