Numeri 11:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Zvino boka revamwe vanhu vakanga vakavhengana+ raiva pakati pavo rakava nenhomba youdyire,+ uye vanakomana vaIsraeri vakatangawo kuchemazve, vachiti: “Ndiani achatipa nyama kuti tidye?+ Dheuteronomi 9:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 “Uyezve, kuTabhera+ nokuMasa+ nokuKibroti-hataavha+ makava vanhu vanotsamwisa Jehovha.+ 1 VaKorinde 10:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Zvino zvinhu izvi zvakava mienzaniso yedu, kuti isu tirege kuva vanhu vanoda zvinhu zvinokuvadza,+ semadiro avakazviita.
4 Zvino boka revamwe vanhu vakanga vakavhengana+ raiva pakati pavo rakava nenhomba youdyire,+ uye vanakomana vaIsraeri vakatangawo kuchemazve, vachiti: “Ndiani achatipa nyama kuti tidye?+
6 Zvino zvinhu izvi zvakava mienzaniso yedu, kuti isu tirege kuva vanhu vanoda zvinhu zvinokuvadza,+ semadiro avakazviita.