Numeri 14:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Jehovha akazoti kuna Mosesi: “Vanhu ava vacharamba vasingandiremekedzi+ kusvikira rini,+ uye vacharamba vasingatendi mandiri nokuda kwezviratidzo zvose zvandakaita pakati pavo kusvikira rini?+ VaHebheru 3:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Naizvozvo tinoona kuti vaisagona kupinda nokuti vakanga vasingatendi.+
11 Jehovha akazoti kuna Mosesi: “Vanhu ava vacharamba vasingandiremekedzi+ kusvikira rini,+ uye vacharamba vasingatendi mandiri nokuda kwezviratidzo zvose zvandakaita pakati pavo kusvikira rini?+