Jakobho 2:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Nokuti munhu wose anochengeta Mutemo wose asi odarika chimwe chinhu, ava mudariki wayo yose.+ 1 Johani 5:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Nokuti kuda+ Mwari kunoreva izvi, kuti tichengete mirayiro yake;+ uye mirayiro yake hairemi,+