Revhitiko 18:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Munofanira kuchengeta mirau yangu nezvandakatonga, izvo kana munhu akazviita, achararamawo maererano nazvo.+ Ndini Jehovha.+ Pisarema 116:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Dzokera kunzvimbo yako yokuzororera, haiwa iwe mweya wangu,+Nokuti Jehovha akakuitira zvakakodzera.+ Isaya 38:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Haiwa Jehovha, ndiponesei,+ uye ticharidza nziyo dzangu pazviridzwa zvine tambo+Mazuva ose oupenyu hwedu paimba yaJehovha.’”+ VaRoma 10:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Nokuti Mosesi anonyora kuti munhu anenge aita kururama kunodiwa noMutemo achararama maererano nako.+
5 Munofanira kuchengeta mirau yangu nezvandakatonga, izvo kana munhu akazviita, achararamawo maererano nazvo.+ Ndini Jehovha.+
7 Dzokera kunzvimbo yako yokuzororera, haiwa iwe mweya wangu,+Nokuti Jehovha akakuitira zvakakodzera.+
20 Haiwa Jehovha, ndiponesei,+ uye ticharidza nziyo dzangu pazviridzwa zvine tambo+Mazuva ose oupenyu hwedu paimba yaJehovha.’”+
5 Nokuti Mosesi anonyora kuti munhu anenge aita kururama kunodiwa noMutemo achararama maererano nako.+