Pisarema 19:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Mirayiro+ inobva kuna Jehovha yakarurama,+ inoita kuti mwoyo ufare;+Murayiro+ waJehovha wakachena,+ unoita kuti maziso apenye.+ Pisarema 119:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Ndichafungisisa mirayiro yenyu,+Uye ndichanyatsotarira kumakwara enyu.+
8 Mirayiro+ inobva kuna Jehovha yakarurama,+ inoita kuti mwoyo ufare;+Murayiro+ waJehovha wakachena,+ unoita kuti maziso apenye.+