Pisarema 123:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Mweya yedu yakazara nokunyomba kuzhinji kwevaya vagere zvakanaka,+Nokuzvidza kwevaya vanozvitutumadza.+ Zvirevo 9:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Kana ukava munhu akachenjera, unova nouchenjeri iwe pachako;+ uye kana ukava museki, iwe woga ndiwe uchazvionera.+
4 Mweya yedu yakazara nokunyomba kuzhinji kwevaya vagere zvakanaka,+Nokuzvidza kwevaya vanozvitutumadza.+
12 Kana ukava munhu akachenjera, unova nouchenjeri iwe pachako;+ uye kana ukava museki, iwe woga ndiwe uchazvionera.+