2 Samueri 22:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Nokuti ndakachengeta nzira dzaJehovha,+Handina kusiya Mwari wangu nokuita zvakaipa.+