Dheuteronomi 4:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Onai, ndakakudzidzisai mirau+ nezvakatongwa,+ sezvandakarayirwa naJehovha Mwari wangu, kuti imi muite saizvozvo pakati penyika yamuchatora kuti ive yenyu. Dheuteronomi 33:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Ngavarayiridze Jakobho pane zvamakatonga+Uye varayiridze Israeri mutemo wenyu.+Ngavapisire rusenzi pamberi pemhino dzenyu+Nechinopiwa chakakwana paatari yenyu.+ Isaya 48:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Zvanzi naJehovha, Mudzikinuri+ wako, Mutsvene waIsraeri:+ “Ini, Jehovha, ndini Mwari wako, Iye anokudzidzisa kuti ubatsirwe,+ Iye anokufambisa panzira yaunofanira kufamba nayo.+
5 Onai, ndakakudzidzisai mirau+ nezvakatongwa,+ sezvandakarayirwa naJehovha Mwari wangu, kuti imi muite saizvozvo pakati penyika yamuchatora kuti ive yenyu.
10 Ngavarayiridze Jakobho pane zvamakatonga+Uye varayiridze Israeri mutemo wenyu.+Ngavapisire rusenzi pamberi pemhino dzenyu+Nechinopiwa chakakwana paatari yenyu.+
17 Zvanzi naJehovha, Mudzikinuri+ wako, Mutsvene waIsraeri:+ “Ini, Jehovha, ndini Mwari wako, Iye anokudzidzisa kuti ubatsirwe,+ Iye anokufambisa panzira yaunofanira kufamba nayo.+