Isaya 57:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Zvino mumwe achati, ‘Umbiridzai, umbiridzai! Gadzirai nzira.+ Bvisai zvinopinganidza zvose munzira yevanhu vangu.’”+ Mateu 13:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Iye haana midzi maari pachake asi anopfuurira kwenguva yakati, uye pashure pokunge kutambura kana kutambudzwa kwamuka nokuda kweshoko anobva agumburwa.+ VaRoma 14:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Naizvozvo ngatichiregai kutongana,+ asi sarudzai izvi,+ kuti murege kuisa pamberi pehama+ chinhu chinogumbura+ kana chinokonzera kuti igumburwe. 1 Petro 2:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Nokuti muRugwaro zvirimo zvinoti: “Tarirai! Ndiri kuisa muZiyoni dombo, rakasarudzwa, dombo renheyo repakona, rinokosha; uye hapana munhu anotenda mariri angambosvika pakuora mwoyo.”+
14 Zvino mumwe achati, ‘Umbiridzai, umbiridzai! Gadzirai nzira.+ Bvisai zvinopinganidza zvose munzira yevanhu vangu.’”+
21 Iye haana midzi maari pachake asi anopfuurira kwenguva yakati, uye pashure pokunge kutambura kana kutambudzwa kwamuka nokuda kweshoko anobva agumburwa.+
13 Naizvozvo ngatichiregai kutongana,+ asi sarudzai izvi,+ kuti murege kuisa pamberi pehama+ chinhu chinogumbura+ kana chinokonzera kuti igumburwe.
6 Nokuti muRugwaro zvirimo zvinoti: “Tarirai! Ndiri kuisa muZiyoni dombo, rakasarudzwa, dombo renheyo repakona, rinokosha; uye hapana munhu anotenda mariri angambosvika pakuora mwoyo.”+