Eksodho 5:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Basa ngariremere varume vacho uye ngavariite, ngavarege kuteerera mashoko enhema.”+ 1 Samueri 13:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Zvino munyika yose yaIsraeri makanga musina kana mupfuri, nokuti vaFiristiya vakanga vati: “Kuitira kuti vaHebheru vasagadzira bakatwa kana kuti pfumo.”+
19 Zvino munyika yose yaIsraeri makanga musina kana mupfuri, nokuti vaFiristiya vakanga vati: “Kuitira kuti vaHebheru vasagadzira bakatwa kana kuti pfumo.”+