Dheuteronomi 4:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Ikoko muchashumira vamwe vanamwari,+ basa remaoko omunhu, vematanda nevematombo,+ vasingagoni kuona kana kunzwa kana kudya kana kunhuhwidza.+ Pisarema 115:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Zvidhori zvavo isirivha nendarama,+Iro basa remaoko omunhu wepanyika.+
28 Ikoko muchashumira vamwe vanamwari,+ basa remaoko omunhu, vematanda nevematombo,+ vasingagoni kuona kana kunzwa kana kudya kana kunhuhwidza.+