1 Makoronike 16:41 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 41 uye vaiva pamwe chete naHemani+ naJedhutuni nevamwe varume vose vakasarudzwa vakanga vakasarudzwa+ nemazita kuti vaonge Jehovha,+ nokuti “mutsa wake worudo unogara nokusingagumi”;+
41 uye vaiva pamwe chete naHemani+ naJedhutuni nevamwe varume vose vakasarudzwa vakanga vakasarudzwa+ nemazita kuti vaonge Jehovha,+ nokuti “mutsa wake worudo unogara nokusingagumi”;+