Muparidzi 3:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 nguva yokuda nenguva yokuvenga;+ nguva yehondo+ nenguva yorugare.+ Maraki 4:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 “Nokuti tarirai! zuva rinopisa sezvinoita vira romoto riri kuuya,+ uye vanhu vose vanozvikudza navose vaya vanoita zvakaipa vachaita semashanga.+ Zuva riri kuuya richavaparadza,” Jehovha wemauto adaro, “zvokuti harizovasiyiri mudzi kana davi.+ 2 VaTesaronika 1:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 ari mumurazvo womoto, sezvaanotsiva+ vaya vasingazivi Mwari+ nevaya vasingateereri+ mashoko akanaka pamusoro paShe wedu Jesu.+
4 “Nokuti tarirai! zuva rinopisa sezvinoita vira romoto riri kuuya,+ uye vanhu vose vanozvikudza navose vaya vanoita zvakaipa vachaita semashanga.+ Zuva riri kuuya richavaparadza,” Jehovha wemauto adaro, “zvokuti harizovasiyiri mudzi kana davi.+
8 ari mumurazvo womoto, sezvaanotsiva+ vaya vasingazivi Mwari+ nevaya vasingateereri+ mashoko akanaka pamusoro paShe wedu Jesu.+