Dheuteronomi 32:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Nokuti moto wakabatidzwa mukutsamwa kwangu+Uye uchapisa kusvikira kuSheori,+ nzvimbo yakadzika kwazvo,Uchaparadza nyika nezvibereko zvayo+Uye uchaita kuti nheyo dzemakomo dzibvire.+ Pisarema 110:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Jehovha ari kuruoko rwako rworudyi+Achaputsa-putsa madzimambo pazuva rokutsamwa kwake.+
22 Nokuti moto wakabatidzwa mukutsamwa kwangu+Uye uchapisa kusvikira kuSheori,+ nzvimbo yakadzika kwazvo,Uchaparadza nyika nezvibereko zvayo+Uye uchaita kuti nheyo dzemakomo dzibvire.+