RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 22:16
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 Nokuti imbwa dzakandikomba;+

      Ungano yevanoita zvakaipa yakandipoteredza.+

      Vari kuruma maoko angu nemakumbo angu sezvinoita shumba.+

  • Pisarema 31:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 Asi ini—ndakavimba nemi, haiwa Jehovha.+

      Ndakati: “Muri Mwari wangu.”+

  • Mateu 27:46
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 46 Panenge paawa yechipfumbamwe Jesu akashevedzera nenzwi guru, achiti: “Eri, Eri, rama sabhakitani?” zvinoreva kuti, “Mwari wangu, Mwari wangu, mandisiyirei?”+

  • Mako 15:34
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 34 Zvino paawa yechipfumbamwe Jesu akashevedzera nenzwi guru achiti: “Eri, Eri, rama sabhakitani?” zvinoreva kuti, “Mwari wangu, Mwari wangu, mandisiyirei?”+ kana zvashandurwa.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe