Isaya 53:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Akamanikidzwa kwazvo,+ uye akabvuma kutambudzwa;+ asi iye aisashama muromo wake. Akaunzwa kuzourayiwa sezvinoitwa gwai;+ uye iyewo aisashama muromo wake senhunzvi yegwai yakanyarara pamberi pevaveuri vayo.+ Ezekieri 39:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Muchadya nyama yevane simba,+ muchanwa ropa remachinda epanyika, makondohwe, makwayana makono+ nenhongo, nzombe duku,+ mhuru dzakakora dzokuBhashani dzose zvadzo.+ Amosi 4:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 “Inzwai shoko iri, imi mhou dzokuBhashani,+ muri pagomo reSamariya,+ muri kubiridzira vanhu vakaderera,+ muri kudzvinyirira varombo, muri kuti kuna vanatenzi venyu, ‘Uyai nazvo tinwe!’ Mateu 27:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 Paakanga ava mangwanani, vapristi vakuru vose nevarume vakuru vevanhu vakarangana pamusoro paJesu kuti vamuuraye.+
7 Akamanikidzwa kwazvo,+ uye akabvuma kutambudzwa;+ asi iye aisashama muromo wake. Akaunzwa kuzourayiwa sezvinoitwa gwai;+ uye iyewo aisashama muromo wake senhunzvi yegwai yakanyarara pamberi pevaveuri vayo.+
18 Muchadya nyama yevane simba,+ muchanwa ropa remachinda epanyika, makondohwe, makwayana makono+ nenhongo, nzombe duku,+ mhuru dzakakora dzokuBhashani dzose zvadzo.+
4 “Inzwai shoko iri, imi mhou dzokuBhashani,+ muri pagomo reSamariya,+ muri kubiridzira vanhu vakaderera,+ muri kudzvinyirira varombo, muri kuti kuna vanatenzi venyu, ‘Uyai nazvo tinwe!’
27 Paakanga ava mangwanani, vapristi vakuru vose nevarume vakuru vevanhu vakarangana pamusoro paJesu kuti vamuuraye.+