-
2 Makoronike 6:13Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
13 (Nokuti Soromoni akanga agadzira chikuva+ chemhangura akabva achiisa pakati penzvimbo yakakomberedzwa.+ Chakanga chakareba makubhiti mashanu, chakafara makubhiti mashanu, uye chakakwirira makubhiti matatu; uye akaramba akamira pamusoro pacho.) Akapfugama+ nemabvi ake ari pamberi peungano yose yaIsraeri, akatambanudzira zvanza zvake kumatenga.+
-