RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Samueri 3:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 Rambi raMwari rakanga risati radzimwa, uye Samueri akanga akarara mutemberi yaJehovha,+ maiva neareka yaMwari.

  • 1 Makoronike 16:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 Nokudaro vakapinda neareka yaMwari wechokwadi,+ vakaiisa mutende rayakanga yadzikirwa naDhavhidhi;+ uye vakapa zvinopiwa zvinopiswa nezvibayiro zvokugoverana pamberi paMwari wechokwadi.+

  • Pisarema 84:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 Nokuti zuva rimwe chete muzvivanze zvenyu rinopfuura ane chiuru kune imwe nzvimbo.+

      Ndakasarudza kumira pachikumbaridzo muimba yaMwari wangu+

      Panzvimbo pokufamba-famba mumatende ezvakaipa.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe