Pisarema 27:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Chinhu chimwe chete chandakakumbira Jehovha+—Ndicho chandichatsvaka,+Kuti ndigare mumba maJehovha mazuva ose oupenyu hwangu,+Kuti ndione kufadza kwaJehovha+Uye kuti nditarire temberi yake ndichionga.+ Pisarema 43:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Ndichaenda kuatari yaMwari,+Kuna Mwari, iye kufara kwangu kwokupembera.+Ndichakurumbidzai norudimbwa, haiwa Mwari, imi Mwari wangu.+ Ruka 2:46 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 46 Naizvozvo, pashure pemazuva matatu vakamuwana ari mutemberi,+ akagara pakati pevadzidzisi achivateerera nokuvabvunza.
4 Chinhu chimwe chete chandakakumbira Jehovha+—Ndicho chandichatsvaka,+Kuti ndigare mumba maJehovha mazuva ose oupenyu hwangu,+Kuti ndione kufadza kwaJehovha+Uye kuti nditarire temberi yake ndichionga.+
4 Ndichaenda kuatari yaMwari,+Kuna Mwari, iye kufara kwangu kwokupembera.+Ndichakurumbidzai norudimbwa, haiwa Mwari, imi Mwari wangu.+
46 Naizvozvo, pashure pemazuva matatu vakamuwana ari mutemberi,+ akagara pakati pevadzidzisi achivateerera nokuvabvunza.