Revhitiko 17:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 asingauyi nayo pasuo retende rokusanganira+ kuti aipe ive chinopiwa kuna Jehovha pamberi petebhenekeri yaJehovha, munhu iyeye achanzi ane mhosva yeropa. Ateura ropa, uye munhu iyeye anofanira kuparadzwa pakati pevanhu vake,+ VaRoma 5:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Nokuti chivi chakanga chiri munyika kusvikira pakasvika Mutemo, asi munhu haanzi ane chivi kana pasina mutemo.+ 2 VaKorinde 5:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 hwokuti Mwari akanga achizviyananisa nenyika+ achishandisa Kristu,+ asingavaverengeri kudarika kwavo,+ uye akatironzesa shoko+ rokuyananisa.+
4 asingauyi nayo pasuo retende rokusanganira+ kuti aipe ive chinopiwa kuna Jehovha pamberi petebhenekeri yaJehovha, munhu iyeye achanzi ane mhosva yeropa. Ateura ropa, uye munhu iyeye anofanira kuparadzwa pakati pevanhu vake,+
13 Nokuti chivi chakanga chiri munyika kusvikira pakasvika Mutemo, asi munhu haanzi ane chivi kana pasina mutemo.+
19 hwokuti Mwari akanga achizviyananisa nenyika+ achishandisa Kristu,+ asingavaverengeri kudarika kwavo,+ uye akatironzesa shoko+ rokuyananisa.+