Isaya 43:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 “Ini—ndini Iye ari kudzima+ kudarika+ kwako nokuda kwangu,+ uye handizoyeuki zvivi zvako.+ VaRoma 4:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Iye akapiwa nokuda kwokudarika kwedu+ uye akamutswa kuti isu tinzi takarurama.+ VaRoma 5:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Naizvozvo, kungofanana nokudarika kumwe chete kwakaita kuti vanhu vemarudzi ose vapiwe mhosva,+ saizvozvowo nokuda kwokururamisa kumwe chete,+ vanhu vemarudzi ose+ vanonzi vakarurama nokuda kwoupenyu.+
18 Naizvozvo, kungofanana nokudarika kumwe chete kwakaita kuti vanhu vemarudzi ose vapiwe mhosva,+ saizvozvowo nokuda kwokururamisa kumwe chete,+ vanhu vemarudzi ose+ vanonzi vakarurama nokuda kwoupenyu.+