Pisarema 34:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Haiwa ravirai henyu muone kuti Jehovha akanaka;+Anofara murume anopotera kwaari.+ Zvirevo 16:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Munhu anoratidza kuti ane njere panyaya achawana zvakanaka,+ uye munhu anovimba naJehovha anofara.+ Jeremiya 17:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Akakomborerwa murume anovimba naJehovha, uye akaita Jehovha chivimbo chake.+
20 Munhu anoratidza kuti ane njere panyaya achawana zvakanaka,+ uye munhu anovimba naJehovha anofara.+