Dheuteronomi 25:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Zvino kana munhu akaipa achifanira kurohwa,+ mutongi ngaaitewo kuti azvambarare uye arohwe+ ari pamberi pake, shamhu dzinowirirana nebasa rake rakaipa. Zvirevo 21:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Munhu asina zivo anochenjedzwa nokuripiswa kwomuseki;+ uye munhu paanoita kuti munhu akachenjera ave nenjere, iye anowana zivo.+ Zvirevo 22:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Dzinga museki, kuti kukakavara kupere, kuti kukakavadzana pakutongwa uye ruzvidzo zvigume.+
2 Zvino kana munhu akaipa achifanira kurohwa,+ mutongi ngaaitewo kuti azvambarare uye arohwe+ ari pamberi pake, shamhu dzinowirirana nebasa rake rakaipa.
11 Munhu asina zivo anochenjedzwa nokuripiswa kwomuseki;+ uye munhu paanoita kuti munhu akachenjera ave nenjere, iye anowana zivo.+