Eksodho 23:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 “Usatonga mhosva yomumwe wako murombo uchitsaudzira paanokakavadzana nomumwe.+ Jobho 29:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Nokuti ndainunura munhu anotambudzika aichemera kubatsirwa,+Nenherera nomunhu chero upi zvake akanga asina mubatsiri.+ Amosi 5:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Nokuti ndinoziva kuti kumukira+ kwenyu kungani uye kuti zvivi zvenyu zvikuru sei,+ haiwa imi munovenga munhu akarurama,+ imi munotora pfumbamuromo,+ nemi makadzinga varombo+ pagedhi.+ Zekariya 7:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 uye regai kubiridzira chirikadzi+ kana nherera,+ mutorwa+ kana anotambudzika,+ uye regai kurongerana chinhu chakaipa mumwoyo menyu.’+
12 Nokuti ndainunura munhu anotambudzika aichemera kubatsirwa,+Nenherera nomunhu chero upi zvake akanga asina mubatsiri.+
12 Nokuti ndinoziva kuti kumukira+ kwenyu kungani uye kuti zvivi zvenyu zvikuru sei,+ haiwa imi munovenga munhu akarurama,+ imi munotora pfumbamuromo,+ nemi makadzinga varombo+ pagedhi.+
10 uye regai kubiridzira chirikadzi+ kana nherera,+ mutorwa+ kana anotambudzika,+ uye regai kurongerana chinhu chakaipa mumwoyo menyu.’+