Pisarema 37:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Munhu akaipa anorongera munhu akarurama zvakaipa,+Anogeda-geda mazino ake kwaari.+ Amosi 2:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 “Zvanzi naJehovha, ‘Handizoregi kuranga vaIsraeri nokuti vakamukira katatu,+ uye nokuti vakamukira kana, nokuti vakatengesa munhu akarurama nokuda kwesirivha, uye vakatengesa murombo nokuda kwomutengo wehwashu mbiri.+
6 “Zvanzi naJehovha, ‘Handizoregi kuranga vaIsraeri nokuti vakamukira katatu,+ uye nokuti vakamukira kana, nokuti vakatengesa munhu akarurama nokuda kwesirivha, uye vakatengesa murombo nokuda kwomutengo wehwashu mbiri.+