Pisarema 26:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Ndakavenga ungano yevanoita zvakaipa,+Handigari nevakaipa.+ Pisarema 28:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Musandikweva pamwe chete nevanhu vakaipa nevanoita zvinhu zvinokuvadza,+Vaya vanotaura zvorugare neshamwari dzavo+ asi mumwoyo mavo muine zvinhu zvinokuvadza.+ Zvirevo 1:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Mwanakomana wangu, kana vatadzi vakaedza kukunyengedza, usabvuma.+
3 Musandikweva pamwe chete nevanhu vakaipa nevanoita zvinhu zvinokuvadza,+Vaya vanotaura zvorugare neshamwari dzavo+ asi mumwoyo mavo muine zvinhu zvinokuvadza.+