Dheuteronomi 8:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Unonyatsoziva nomwoyo wako kuti sokururamisa kunoita munhu mwanakomana wake, Jehovha Mwari wako aikururamisa.+ Zvirevo 23:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Mwanakomana wangu, kana mwoyo wako ukava wakachenjera,+ mwoyo wangu ini uchafara.+ VaHebheru 12:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Imi muri kutsungirira kuti murangwe.+ Mwari ari kukubatai sezvaanoita vanakomana.+ Nokuti ndoupi mwanakomana uyo baba vasingarangi?+ VaHebheru 12:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Uyezve, taimbova navanababa venyama vakaita sesu vaitiranga,+ uye taivaremekedza. Zvino isu hatifaniri here kuzviisa pasi paBaba voupenyu hwedu hwomudzimu zvakatonyanya kuti tirarame?+
5 Unonyatsoziva nomwoyo wako kuti sokururamisa kunoita munhu mwanakomana wake, Jehovha Mwari wako aikururamisa.+
7 Imi muri kutsungirira kuti murangwe.+ Mwari ari kukubatai sezvaanoita vanakomana.+ Nokuti ndoupi mwanakomana uyo baba vasingarangi?+
9 Uyezve, taimbova navanababa venyama vakaita sesu vaitiranga,+ uye taivaremekedza. Zvino isu hatifaniri here kuzviisa pasi paBaba voupenyu hwedu hwomudzimu zvakatonyanya kuti tirarame?+