Zvirevo 19:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Munhu anochengeta mirayiro anochengeta mweya wake;+ munhu anozvidza nzira dzake achaurayiwa.+ Johani 13:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Kana muchiziva zvinhu izvi, munofara kana muchizviita.+ Jakobho 1:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Asi iye anonyatsotarira mumutemo wakakwana+ worusununguko uye anorambira mauri, munhu iyeye achafara+ paanouita, nokuti haana kuva munzwi anokanganwa, asi muiti webasa.+
25 Asi iye anonyatsotarira mumutemo wakakwana+ worusununguko uye anorambira mauri, munhu iyeye achafara+ paanouita, nokuti haana kuva munzwi anokanganwa, asi muiti webasa.+