Jeremiya 38:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Mambo Zedhekiya akabva ati kuna Jeremiya: “Ndiri kutya vaJudha vaya vakaenda kuvaKadheya,+ kuti vangandiisa mumaoko avo, vakandiitira zvakaipa.”+ Mateu 10:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Musatya+ vaya vanouraya muviri asi vasingagoni kuuraya mweya; asi ityai iye+ anogona kuparadza mweya nomuviri muGehena.+ Mateu 26:75 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 75 Petro akayeuka mashoko akataurwa naJesu, okuti: “Jongwe risati rarira, uchandiramba katatu.”+ Uye akabuda panze akasvimha misodzi kwazvo.+
19 Mambo Zedhekiya akabva ati kuna Jeremiya: “Ndiri kutya vaJudha vaya vakaenda kuvaKadheya,+ kuti vangandiisa mumaoko avo, vakandiitira zvakaipa.”+
28 Musatya+ vaya vanouraya muviri asi vasingagoni kuuraya mweya; asi ityai iye+ anogona kuparadza mweya nomuviri muGehena.+
75 Petro akayeuka mashoko akataurwa naJesu, okuti: “Jongwe risati rarira, uchandiramba katatu.”+ Uye akabuda panze akasvimha misodzi kwazvo.+