RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jobho 28:28
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 28 Akati kumunhu,

      ‘Tarira! Kutya Jehovha—ndihwo uchenjeri,+

      Uye kubva pane zvakaipa ndiko kunzwisisa.’”+

  • Pisarema 111:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 Kutya Jehovha ndiko kutanga kwouchenjeri.+

      ש [Sin]

      Vose vanoita mirayiro yake vane njere dzakanaka.+

      ת [Taw]

      Kurumbidzwa kwake kunogara nokusingaperi.+

  • Zvirevo 9:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 Kutya Jehovha ndiko kutanga kwouchenjeri,+ uye kuziva Mutsvenetsvene ndiko kunzwisisa.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe