Pisarema 37:30 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 30 Muromo womunhu akarurama ndiwo unotaura uchenjeri nenzwi riri pasi,+Rurimi rwake ndirwo runotaura zvakarurama.+ Zvirevo 11:30 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 30 Zvibereko zvomunhu akarurama muti woupenyu,+ uye anowana mweya akachenjera.+ Mateu 12:35 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 35 Munhu akanaka anobudisa zvinhu zvakanaka papfuma yake yakanaka,+ asi munhu akaipa anobudisa zvinhu zvakaipa papfuma yake yakaipa.+ Jakobho 5:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 zivai kuti uyo anodzora mutadzi panzira yokukanganisa+ kwake achaponesa mweya wake parufu+ uye achafukidza zvivi zvizhinji.+
30 Muromo womunhu akarurama ndiwo unotaura uchenjeri nenzwi riri pasi,+Rurimi rwake ndirwo runotaura zvakarurama.+
35 Munhu akanaka anobudisa zvinhu zvakanaka papfuma yake yakanaka,+ asi munhu akaipa anobudisa zvinhu zvakaipa papfuma yake yakaipa.+
20 zivai kuti uyo anodzora mutadzi panzira yokukanganisa+ kwake achaponesa mweya wake parufu+ uye achafukidza zvivi zvizhinji.+