Zvirevo 19:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Chinhu chinodiwa pamunhu wepanyika ndiwo mutsa wake worudo;+ uye murombo ari nani kupfuura munhu anoreva nhema.+ Dhanieri 4:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 Naizvozvo, haiwa imi mambo, zano rangu ngarive rakanaka kwamuri,+ mubvise zvivi zvenyu nokuita kwenyu zvakarurama,+ uye kuipa kwenyu nokunzwira varombo ngoni.+ Zvimwe kubudirira kwenyu kungawedzerwa.’”+ Ruka 6:38 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 38 Garai muchipa, uye vanhu vachakupaiwo.+ Vachadurura chiyero chakanaka muhomwe inovapo kana nguo yenyu yapetwa, chakatsindirwa, chakazunguzirwa uye chinofashukira. Nokuti nechiyereso chamuri kuyera nacho, vachakuyereraiwo nacho.”+ 2 VaKorinde 9:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Asi pamusoro peizvi, anodyara zvishoma+ achakohwawo zvishoma; uye anodyara zvizhinji+ achakohwawo zvizhinji.
22 Chinhu chinodiwa pamunhu wepanyika ndiwo mutsa wake worudo;+ uye murombo ari nani kupfuura munhu anoreva nhema.+
27 Naizvozvo, haiwa imi mambo, zano rangu ngarive rakanaka kwamuri,+ mubvise zvivi zvenyu nokuita kwenyu zvakarurama,+ uye kuipa kwenyu nokunzwira varombo ngoni.+ Zvimwe kubudirira kwenyu kungawedzerwa.’”+
38 Garai muchipa, uye vanhu vachakupaiwo.+ Vachadurura chiyero chakanaka muhomwe inovapo kana nguo yenyu yapetwa, chakatsindirwa, chakazunguzirwa uye chinofashukira. Nokuti nechiyereso chamuri kuyera nacho, vachakuyereraiwo nacho.”+
6 Asi pamusoro peizvi, anodyara zvishoma+ achakohwawo zvishoma; uye anodyara zvizhinji+ achakohwawo zvizhinji.