Zvirevo 16:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Kukanganisa kunoyananisirwa nomutsa worudo nechokwadi,+ uye munhu anobva pane zvakaipa nokuda kwokutya Jehovha.+ Zvirevo 28:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Munhu anofukidza kudarika kwake haazobudiriri,+ asi anoreurura nokuzvisiya achanzwirwa ngoni.+ Isaya 55:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Munhu akaipa ngaasiye nzira yake,+ uye munhu anokuvadza ngaasiye kufunga kwake;+ uye ngaadzokere kuna Jehovha, iye achamunzwira ngoni,+ uye kuna Mwari wedu, nokuti achakanganwira zvikuru.+ Ezekieri 18:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 “‘Zvino kana munhu akaipa akatendeuka pazvivi zvake zvose zvaakaita,+ akachengeta mirau yangu yose, oruramisira uye oita zvakarurama,+ chokwadi iye acharamba achirarama. Haazofi.+ Mateu 3:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Naizvozvo berekai zvibereko zvakakodzera rupfidzo;+
6 Kukanganisa kunoyananisirwa nomutsa worudo nechokwadi,+ uye munhu anobva pane zvakaipa nokuda kwokutya Jehovha.+
7 Munhu akaipa ngaasiye nzira yake,+ uye munhu anokuvadza ngaasiye kufunga kwake;+ uye ngaadzokere kuna Jehovha, iye achamunzwira ngoni,+ uye kuna Mwari wedu, nokuti achakanganwira zvikuru.+
21 “‘Zvino kana munhu akaipa akatendeuka pazvivi zvake zvose zvaakaita,+ akachengeta mirau yangu yose, oruramisira uye oita zvakarurama,+ chokwadi iye acharamba achirarama. Haazofi.+