27 Paakasvika kumunhu waMwari wechokwadi pagomo, akabva abata tsoka dzake.+ Gehazi akaswedera pedyo kuti amusundire kure,+ asi munhu waMwari wechokwadi+ akati: “Musiye,+ nokuti mweya wake une shungu+ mukati make; uye Jehovha andivanzira+ izvozvo, haana kundiudza.”