Genesisi 37:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Vakoma vake pavakaona kuti baba vavo vaimuda kupfuura vakoma vake vose, vakatanga kumuvenga,+ uye vakanga vasingakwanisi kutaura naye zvine rugare.+ 1 Samueri 18:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Sauro akatsamwa kwazvo,+ uye shoko iri rakanga rakaipa sokuona kwake, zvokuti akati: “Vapa Dhavhidhi makumi ezviuru, asi ini vandipa zviuru, zvino kwangosara kuti vachimupa umambo!”+
4 Vakoma vake pavakaona kuti baba vavo vaimuda kupfuura vakoma vake vose, vakatanga kumuvenga,+ uye vakanga vasingakwanisi kutaura naye zvine rugare.+
8 Sauro akatsamwa kwazvo,+ uye shoko iri rakanga rakaipa sokuona kwake, zvokuti akati: “Vapa Dhavhidhi makumi ezviuru, asi ini vandipa zviuru, zvino kwangosara kuti vachimupa umambo!”+