1 Madzimambo 2:44 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 44 Mambo akati kuna Shimei: “Iwe unoziva zvinokuvadza zvose zvinonyatsozivikanwa nomwoyo wako zvawakaitira baba vangu Dhavhidhi;+ naizvozvo Jehovha achadzosa zvinokuvadza zvawakaita pamusoro wako.+ Esteri 7:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Mambo akasimuka pamabiko ewaini akashatirwa+ kuti aende kumunda womuzinda; uye Hamani akasimuka kuti akumbirire mweya wake kuna mambokadzi Esteri,+ nokuti akaona kuti mambo+ akanga amusarudzira zvakaipa.+
44 Mambo akati kuna Shimei: “Iwe unoziva zvinokuvadza zvose zvinonyatsozivikanwa nomwoyo wako zvawakaitira baba vangu Dhavhidhi;+ naizvozvo Jehovha achadzosa zvinokuvadza zvawakaita pamusoro wako.+
7 Mambo akasimuka pamabiko ewaini akashatirwa+ kuti aende kumunda womuzinda; uye Hamani akasimuka kuti akumbirire mweya wake kuna mambokadzi Esteri,+ nokuti akaona kuti mambo+ akanga amusarudzira zvakaipa.+