Zvirevo 10:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Munhu anofamba akavimbika achafamba akachengeteka,+ asi uya anoita kuti nzira dzake dzive dzisina kururama achazvizivisa.+ Mabasa 10:35 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 35 asi murudzi rwose munhu anomutya uye anoita zvakarurama anogamuchirwa naye.+ VaHebheru 10:39 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 39 Zvino isu hatisi vaya vanodzokera shure kunoparadzwa,+ asi vaya vane kutenda kunochengetedza mweya uri mupenyu.+
9 Munhu anofamba akavimbika achafamba akachengeteka,+ asi uya anoita kuti nzira dzake dzive dzisina kururama achazvizivisa.+
39 Zvino isu hatisi vaya vanodzokera shure kunoparadzwa,+ asi vaya vane kutenda kunochengetedza mweya uri mupenyu.+