2 Petro 2:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Chokwadi, kana vakaitazve zvinhu izvi uye vakakundwa,+ pashure pokunge zivo yakarurama pamusoro paShe uye Muponesi Jesu Kristu, yambovabatsira kubva pakusvibisa kwenyika,+ kuguma kwavo kunova kwaipa kupfuura kutanga kwavo.+
20 Chokwadi, kana vakaitazve zvinhu izvi uye vakakundwa,+ pashure pokunge zivo yakarurama pamusoro paShe uye Muponesi Jesu Kristu, yambovabatsira kubva pakusvibisa kwenyika,+ kuguma kwavo kunova kwaipa kupfuura kutanga kwavo.+