Zvirevo 11:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Kuzvikudza kwavapo here? Ruzvidzo ruchabva rwavapowo;+ asi vane mwero ndivo vane uchenjeri.+ Zvirevo 17:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Munhu anoda kudarika anoda kukakavara.+ Munhu anoita kuti pasuo rake pave pakakwirira anotsvaka kuputsika.+ Zvirevo 18:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Mwoyo womunhu unoita manyawi kuparadzwa kusati kwasvika,+ uye kuzvininipisa kunotangira kukudzwa.+ Dhanieri 4:30 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 30 Mambo akapindura, akati:+ “Iri harisi Bhabhironi Guru, randakavaka kuti rive imba youmambo nesimba rangu guru+ uye nokuda kwokukudzwa kwouchangamire hwangu here?”+ Dhanieri 5:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 “Asi imi, mwanakomana wake Bheshazari,+ hamuna kuninipisa mwoyo wenyu,+ kunyange maiziva zvose izvi.+
19 Munhu anoda kudarika anoda kukakavara.+ Munhu anoita kuti pasuo rake pave pakakwirira anotsvaka kuputsika.+
12 Mwoyo womunhu unoita manyawi kuparadzwa kusati kwasvika,+ uye kuzvininipisa kunotangira kukudzwa.+
30 Mambo akapindura, akati:+ “Iri harisi Bhabhironi Guru, randakavaka kuti rive imba youmambo nesimba rangu guru+ uye nokuda kwokukudzwa kwouchangamire hwangu here?”+
22 “Asi imi, mwanakomana wake Bheshazari,+ hamuna kuninipisa mwoyo wenyu,+ kunyange maiziva zvose izvi.+