Esteri 3:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Zvino Hamani akaramba achiona kuti Modhekai akanga asiri kumukotamira nokumugwadamira,+ uye Hamani akashatirwa kwazvo.+ Esteri 5:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Hamani akavazivisa mukurumbira wepfuma yake+ nokuwanda kwevanakomana vake+ nezvinhu zvose izvo mambo akanga amukudza nazvo nokumukwidziridza kwaakanga amuita pamusoro pemachinda nevashandi vamambo.+ Dhanieri 4:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 Shoko racho parakanga richiri mumuromo mamambo, inzwi rakabva kumatenga rikati: “Zvanzi kwauri, haiwa iwe mambo Nebhukadhinezari, ‘Umambo hwabviswa kwauri,+
5 Zvino Hamani akaramba achiona kuti Modhekai akanga asiri kumukotamira nokumugwadamira,+ uye Hamani akashatirwa kwazvo.+
11 Hamani akavazivisa mukurumbira wepfuma yake+ nokuwanda kwevanakomana vake+ nezvinhu zvose izvo mambo akanga amukudza nazvo nokumukwidziridza kwaakanga amuita pamusoro pemachinda nevashandi vamambo.+
31 Shoko racho parakanga richiri mumuromo mamambo, inzwi rakabva kumatenga rikati: “Zvanzi kwauri, haiwa iwe mambo Nebhukadhinezari, ‘Umambo hwabviswa kwauri,+