Muparidzi 6:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Vanhu vanoshanda zvakaoma vachiitira miromo yavo,+ asi kunyange mweya yavo haigutswi. VaEfeso 4:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Anoba ngaachirega kubazve,+ asi ngaashande nesimba, achiita basa rakanaka nemaoko ake,+ kuti ave nechimwe chinhu chokupa mumwe munhu anoshayiwa.+ 1 VaTesaronika 4:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 uye kuti muvavarire kugara makanyarara,+ muchiva nehanya nezvinhu zvenyu moga+ nokushanda nemaoko enyu,+ sezvatakakurayirai;
28 Anoba ngaachirega kubazve,+ asi ngaashande nesimba, achiita basa rakanaka nemaoko ake,+ kuti ave nechimwe chinhu chokupa mumwe munhu anoshayiwa.+
11 uye kuti muvavarire kugara makanyarara,+ muchiva nehanya nezvinhu zvenyu moga+ nokushanda nemaoko enyu,+ sezvatakakurayirai;