1 Samueri 17:46 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 46 Nhasi Jehovha achakuisa muruoko rwangu,+ ndichakuwisira pasi ndobvisa musoro wako pauri; uye nhasi ndichapa shiri dzokudenga nemhuka dzomusango+ zvitunha zveboka revaFiristiya; uye vanhu vepanyika pose vachaziva kuti kuna Mwari wevaIsraeri.+ Pisarema 20:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Jehovha ngaakupindurei muzuva rokutambudzika.+Zita raMwari waJakobho ngarikudzivirirei.+ Pisarema 33:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Nokuti mwoyo yedu inofara maari;+Nokuti takaisa chivimbo chedu muzita rake dzvene.+
46 Nhasi Jehovha achakuisa muruoko rwangu,+ ndichakuwisira pasi ndobvisa musoro wako pauri; uye nhasi ndichapa shiri dzokudenga nemhuka dzomusango+ zvitunha zveboka revaFiristiya; uye vanhu vepanyika pose vachaziva kuti kuna Mwari wevaIsraeri.+