Jobho 1:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 akati:“Ndakabuda mudumbu raamai vangu ndisina kupfeka,+Uye ndichadzokerawo imomo ndisina kupfeka.+Jehovha akapa,+ uye Jehovha atora.+Zita raJehovha ngarirambe richirumbidzwa.”+ 2 VaKorinde 4:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Naizvozvo hatineti, asi kunyange munhu watiri nechokunze ari kupera, chokwadi munhu watiri nechomukati+ ari kuitwa mutsva zuva nezuva. 2 VaKorinde 12:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Naizvozvo ndinofara nokusava nesimba, nokutukwa, nokushayiwa, nokutambudzwa nezvinetso, nokuda kwaKristu. Nokuti pandinenge ndisina simba, ndipo pandiine simba.+
21 akati:“Ndakabuda mudumbu raamai vangu ndisina kupfeka,+Uye ndichadzokerawo imomo ndisina kupfeka.+Jehovha akapa,+ uye Jehovha atora.+Zita raJehovha ngarirambe richirumbidzwa.”+
16 Naizvozvo hatineti, asi kunyange munhu watiri nechokunze ari kupera, chokwadi munhu watiri nechomukati+ ari kuitwa mutsva zuva nezuva.
10 Naizvozvo ndinofara nokusava nesimba, nokutukwa, nokushayiwa, nokutambudzwa nezvinetso, nokuda kwaKristu. Nokuti pandinenge ndisina simba, ndipo pandiine simba.+